GRACE MUGABE’S SPEECH TO THE STUDENTS LEAKED OUT (WIKILEAKS - TopicsExpress



          

GRACE MUGABE’S SPEECH TO THE STUDENTS LEAKED OUT (WIKILEAKS 20-11-2014). Pamusoroi vana vechikoro mose, vana vekuzvikoro zvepamusoro muZimbabwe, vakuru veZimbabwe National Students Union (ZINASU) varipano nemi zvimbwasungata zve Zimbabwe Congress for Students Union (ZICOSU) zviri pano. Inini ndiregerereiwo, ndakafoswa nemurume wangu navaNyaguara kuti ndibvume PhD randakapihwa iri. Vakandiudza kuti PhD zvinoreva kuti Permanent Home Dweller, ini ndikati aah mauya zvakanaka Gushungo. Ndirikutokutauriryi ka, akagara apa uyu. PhD iri harizi rechokwadi nekuti handina kurishandira. Munofunga kuti dai ndakaziva kuti zvinorevei ndakabvuma kunyengedzwa ini? Vakuru vakare vakataura kuti “dai ndakaziva haitungamiri”. Dai ndaka ziva ndakati ndipei hangu kana PhD rekubika sadza. Hamheno kuti ririko here? Ndinokumbirawo kuti mundiregererewo musaenda kumatare makuru enyika nenyaya yePhD irori nekuti ndinganyarira payi. PhD iri randiparira zvekuti kana usiku chaihwo handisi kurara ndichifunga kuti ndoita sei, I am stressed out. Kana nyaya yekurwisana naAmai Mujuru ndakairamba ini. Ndiri under pressure kurwa hondo yandisingazivi. Ndisingadi kupedza nguva yenyu yakakosha sevanamuzvina fundo vamangwa, ndanga ndauya nemari yekubhadhara kuti mundiregerewo. Saka munhu wega wega auya pano achawana US$50. Ndatenda hangu nekuterera kwenyu.
Posted on: Thu, 20 Nov 2014 15:26:58 +0000

Trending Topics



v class="sttext" style="margin-left:0px; min-height:30px;"> TORN BETWEEN TWO LOVERS (Giữa hai người tình) - MARY
Spotted : This is to the young lady ( age 16) who came into the

© 2015