Hi tete ndiri muskana anemakore 22yrs ndichiri vigirn dambudziko - TopicsExpress



          

Hi tete ndiri muskana anemakore 22yrs ndichiri vigirn dambudziko rangu mukomana ane 29yrs arikundinetsera bonde ini ndikati ndakakuchengetera ndokupa wandiroora akatotsamwa kubva musi uyu zvekuti kutaura neni haachada kana paapp haanditaudze ndikasamutanga,,,mumwe musi ndaida kumunzwa ndikati ndikarara newe handiendi kumba kwedu akati ndoda kuroora zvakanaka kwete kutizirwa,,,,,panerudo here apa nhai hama kana kuti kuda kungorara neni chete,,thnx kune vachabatsira
Posted on: Tue, 12 Nov 2013 14:18:11 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015