Hide ID.makadii tete ne vazeyi .yangu nyaya yakamira so .ko nhai - TopicsExpress



          

Hide ID.makadii tete ne vazeyi .yangu nyaya yakamira so .ko nhai veduwe munhukadzi munoda kuti aite sei chaizvo ,apa ndinoreva akaroorwa ari virgin chairo kwete refake rinombotaurwa pano , wochatawo uri mukadzi akadzikama anoyemurika zvekuti murume anoshaya chaanomupomera .anenge akakuroora zvakanaka muchidanana ,pa bonde okudzidzisa zvinhu zvose zvave kuendeka woita mimba womuzvarira mwana mukomana waaida chaiye ,amai vochengeta mwana vachipa nguya yakakodzera kuna baba no kunhuwa mukaka kana ku chinja maitiro .asi ne kuda kwekuzvara zasi kwavhurika unoedza sauti yemagodo mvura yarara panze ma exercise ekudzora asi hazvichafanani kani kunoitawo nani asi kwakabuda 5kg .murume atanga kuhura oti wanyanya kushama saka munhu odii nhai vedare pakadaro mukadzi oitwa hake c-section zve asi ini ndoziva varipo vanawo munhu anongohura odazve kuku manikidza kuti umuregerere .todiiko nhai vazeyi .sori yarebesa
Posted on: Sat, 29 Jun 2013 11:23:26 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015