Hide ID plz ndakadanana nemuskana wangu kubva tiri kuzim ini - TopicsExpress



          

Hide ID plz ndakadanana nemuskana wangu kubva tiri kuzim ini ngikazouya hangu kuno ku s.a nw iye akauyao ndakangomuudza kt ndogara kuwstgt iye akatii ari Roadport sk nezuro ndakashandisa dzimwe nmbr pa app ndichitaura naye ndichiita kunge mumwe mkomana aninge ari frnd yangu ndakabva ndatanga kumunyenga ndichiti bt frnd yangu iya yakakutambisandakutoda zvikanzi hazviite asi akazonditanga akuti sk unodi chi ndikati ndodawo zvinhu,sk nw nyaya yakazoperera pakutii ini ndiende kunorova zvinhu nhasi apa atonditanga ft nhasi zvikanzi wakazodiii,pareal I luv her w al ma heart,sk ndikubvunzao hama kt ndoenda here kunomuona uye ndikamuona ndomutanga ndichitii chii hama ndapererwa arikunetsa kt huya.thnx 4 yo advic hama wee
Posted on: Wed, 25 Sep 2013 21:50:14 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015