Jehova ngavakukomborere , ngavakusimudze kubva pauri vakuise pane - TopicsExpress



          

Jehova ngavakukomborere , ngavakusimudze kubva pauri vakuise pane another level in Jesus name.. Hapana dhimoni rinorwisana nekubudirira kwako richava nesimba pamusoro pehupenyu hwako. Uri mukundi iwe, you will make it, nothing will stop you, you are an ambasador of Christ, wakamiririra hurumende yekudenga iwe you shall not lack.. I decree and declair that that you shall be prosperous, you are not baren but fruitfull, nyika ichatanha zvakanaka kubva pauri.. Jehova vekudenga ngavakuite a sample yekuti vese vekumhuri kwako vachada kuona kubata kwaMwari vanokuonera pauri... Kubva nhasi I speak a transformation muzvinhu zvako, in the name of Jesus may everything start to turn around for your good... I speak healing to your body, healing to your finances, healing healing healing to your marriage , your job , your relationship, ndinotaura a double potion of the Lords favour muhupenyu hwako, a double potion of the Lords grace, chauchatanga chese ngachiendeke, chauchatengesa ngachitengwe, mari yaunotambira ngachitangawo kutenga zvinoonekwa, I speak promotion promotion promotion in Jesus name... You shall not be a beggar anymore, yawakakwereta yakakwana from today uchava mukweretesi... I am speaking to someone ryt now.. Iwe naJesu ropafadzwa mhani, zvakawanda zvakakuwira zvekuti dai wakafa kare but God did not tek you this far to leave you, ane hurongwa hwakanaka newe, plans to give you hope andd ana expected end... By the end of this week you shall testify , Mwari weminana ngaakuitire munana, achakuzarurira mikana nepawanga usingafungire nekuti ndomaitiro ake ekuisa nzira pasina nzira... Ayayayayayayayayaay I can see you coming out of that dead situation, I can see you coming oit of those debts, I can see someone rejoicing ,.... Pane zvirikutoitika izvezvi as I speak, pane mangetani ehurombe arikutodambuka izvezvi, pane mamwe yekusaroorwa inotevera kurudzi rwako irikutopera simba izvezvi ... Just believe just believe .. Uchatoroorwa iwe, vachaoatamba masteps ako, vaiti shirikadzi hairoorwe vanonyepa, vaiti munhu ane more than 30yrs haaroorwe vanonyepa , gore rino kumhuri kwenyu zvichatanga newe... I feel like I am speaking to someone ryt now.... You shall make it this season , nothing shall stop you in Jesus name.
Posted on: Mon, 08 Dec 2014 14:25:02 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015