KUTI UVE MUNHU PAVANHU HEINOYI RECIPE YAMABIKIGWE ANOITWA CAKE - TopicsExpress



          

KUTI UVE MUNHU PAVANHU HEINOYI RECIPE YAMABIKIGWE ANOITWA CAKE RINONZI HUNHU. 1..tora dhish remoyo murefu 2..5cups dzerudo 3..Zvipunu zvina zvekusatauratau ra wopepeta makuhwa 4..5cups dzekuwadzana nevamwe 5..3cups dzerufaro 6..4cups dzekutendeka chikanya zvose pamwe chete,ukaona zvotutuma,tora chipunu cherudo wobvisa furo rehasha,zvinobv a zvadzikama,kana zvagadzana tora cup yetsitsi wodira ramba uchikurungira,c hidira 6 dzekutenda,10 cups dzekupa,kuti zvinake,chimway amwaya,kuzvibat a,kwakawanda kutizvirege kukachidza,3cup s dzemunamato,mak useni ,masikati kuti zvitsvukirire,p edzisa ne 2cups,dzekuzvin inipisa wobva waisa mu Oven yeMoyo isingapisise,zv akanyanya,uchim irira kuibva kwe Cake,chifugama, unamate uchikoka,Jesu
Posted on: Wed, 26 Jun 2013 04:32:54 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015