MABASA EMA HERBS Tamuka na Tawanda vakanga varohwa ne chamba cha - TopicsExpress



          

MABASA EMA HERBS Tamuka na Tawanda vakanga varohwa ne chamba cha mother,cha mama Lolo,vakagara pamumvuri pasi pemu mango.Vaviri ava vakatanga kuitisana nharo kuti inguvai?.Tamuka aiiti makuseni kuma 8 and Tawanda ndokuti, Maiwe! tsano vangu mazorohwa manje.Wadhakwa ka ne mbanje idzi?.Dza mother kana waguta unodzimira,hausikuona here kuti kwasviba ave manheru aya.Rega titi boom pa den. They went for about 30 mins vachingoitisana nharo. Myers kuti tisapedze time tichiitisana nharo rega tibvunze mface uyo arikuuya ari muroad,akadaro Tamuka achinongedzera vamwe homeboy vaifamba zvavo vari mu road. Nhai rasta inguvai ikozvino.Manheru here kana makuseni?,akabvunza Tamuka. A-aah handitomboketi ini gena,ndandigari kuno,Rasta vakapindura
Posted on: Thu, 21 Nov 2013 10:39:52 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015