Manheru ano rega nditaure newe iwewe..... Unoziva pane vanhu - TopicsExpress



          

Manheru ano rega nditaure newe iwewe..... Unoziva pane vanhu vanoti vakakutarisa worse vakazonzwa kuti unogara kuti they dont consider kuti une chingavabatsire pazvinhu zvavo..... Vamwe makachinjaka imi hanty unogara kumufakose but unoti ukasvika kune dzimwe nzvimbo unonyepa kuti unogara kuwestgate???? Why? Because unoziva kuti havakutambire nekuti vane zvavanotarisira kana uchida kuti vave part of them... But i have a message for you manheu ano... Vanoda kutorwa mapictur newe ngavatorwe ikozvino nekuti nengeuva irikutevera unenge wava munhu mukuru iwewe, vakangwana ngatange kutotsvaga hushamwari newe nekuti ndirikuona Mwari vachikusimudza.... Vanonyepa vaiti mwana akakurira kuepworth haayambuke border ini chaiye ndokwandakakurira... Vanonyapa vaiti mwana akakura achirerwa naambuya haaite manager kuchikoro... Shamwari yako future is not determined by your past experiences but it is detirmined by what God has stored for you.. Uri zvakarongwa naMwari kwete zvinotaurwa nevanhu.... Urikuchema nhasi but mufaro unouya mangwananai... Chimwe nechimwe chine nguva yacho, pane nguva yekudyara koita yekukohwa likewie pane nguva yekukwereta koita nguva yekukweretesa, pane nguva yekuchema koita nguva yekufara.... Usafare iwe muvengi wangu kana ndadonha nekuti Jehova unondimutsa.... Manheru ano pane hama dziri pano , wachema nguva yareba, hausisina wekuturira mitoro but kuna Jesu akatendeka ? Vachikuseka kuti mariage yaparara asi tinaye Mwari anorapa marriage inovava.... Manheru ano i speak life to every dead area of your life, i speak life life to your business, life to your relationship.. Zvakafa muhupenyu hwako ngazvimuke, zvanga zvakamira zvese ngazvitangewo kufamba in Jesus name... Shamwari kana une chirwere chemakore ngachipere kubva ikozvino in Jesus name.
Posted on: Fri, 19 Jul 2013 17:45:51 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015