Mufundisi ndinamatirei ndatambura basa harisi kutamba, ho-o unoda - TopicsExpress



          

Mufundisi ndinamatirei ndatambura basa harisi kutamba, ho-o unoda kunamatirwa, sure no problem asi iwe what are you doing to get that miracle... unoswera wakarara hako, ukamuka wakunotamba draft pacorner pemaraini nezvivharo zvecoke yakanwiwa nevana vevamwe... hauna basa raunoita apply but you want the job... une shuwa iwe... Jesu akaudza varume vaive nemaperembudzi kuti endai munozviratidza kumuPirisita... vari munzira kuenda ikoko their miracle happened... vakatofamba kunozviratidza kuMupirisita whilst healing yavo ichiitika... manje iwe unoda kumuka wakarara hako... aaahhh tsano itai serous... Mfundisi ndiri kuda imba yangu... vezera rangu vese vapera kuroorwa ndini ndasara... please munhu waMwari pray for you... inzwa my sister : kunamata handiregedze ndinoda zvikuru kuti ndidyewo makeke pamuchato wangu ndichitiwo uyu mwana wangu uyu mufunge... asi dambudziko rako hanzvadzi yangu unochemera deliverance, ndibatei pamusoro mundinamatire... asi chokwadi ndechekuti unoda mvura chaiyo - zvimwe zvinhu haisi mweya yetsvina its a personal choice haudi kushambidzika... munhu wemusika unosvika 12 masikati uine shena inosvika muzvidya umu une shuwa... geza mwanasikana... vamwewo ndovanoti ane 29yrs asi anoswera netwuvasikana twuma16year old twusati twaziva hupenyu... what are you learning from these kids... tikurire tamba nevanhu kwavo... if you want to be a wife - act and behave as such... work towards your miracle... Izvi ndazvitaura kwete kuti munhu wese ari in this situation ndozvaaari bodo... asi tine vamwe vari mumasituations iwaya nokuti they are not creating conducive environments for their breakthrough to happen...zvimwe zvacho zvinongoda kuti uchinje the way you live your life... simple... tozonamata hedu zvinhu zvoitika... THE DEVIL IS A LIAR... I pray the Lord will open your eyes...
Posted on: Mon, 22 Sep 2014 05:00:01 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015