Mwari ngavakubatsire unzwisise Ezekiel 37, arimo mumupata uzere - TopicsExpress



          

Mwari ngavakubatsire unzwisise Ezekiel 37, arimo mumupata uzere mabhonzo akaoma Ezekiel anobvunzwa naMwari kuti mabhonzo aya angararame here? Ezekiel anopindura oti IMI MWARI NDIMI MUNOZIVA..... Aiwaka Mwari pano ukaona vakunvunza it means varikudawo kunzwa mafungiro ako, varikudawo your own perception musituation yauri... KunaEzekiel mhinduro yaakapa inoratidza kuti nemaonero ake pakanga pasina sign yekurarama kwechinhu apa.. Chandinofarira ndechekuti Mwari havati ndakuporofita but vanoti iwewe chiporofita kumapfupa kuti ararame... Iwewe taura ku that dead situation kuti ichiva nehupenyu huh.. Zvoreva kuti hupenyu hwesituation huri mumazwi achabva mumuromo maEzekiel.... Hupenyu hwezvakawondomorwa nasatani , hupenyu hwemariage yako ndati kurarama kwemafinances ako akafa kuri mumashoko auchataura iwewe... Mangwanani ano ziva kuti you are an ambasador of christ , uri mumiririiri wehurumende yekudenga pano pasi zvoreva kuti une simba rekumisikidza zvimwe zvinhu.... Imagine ambasador wezimbabwe kuChina dai aingoti akabvunzwa chinhu oti mirai ndinobvunza president nekuti ndovanoziva ahhh. Shamwari kana uri an ambasador une masimba aunopihwa ekuti president varikwavari ikoko vanotarisira kuti iwewe u can make madecisions.... Mwari vanotarisira kuti kana zvinorema zvamuka muhupenyu hwako vakakupa simba rekuporofita shamwari, adress those situations nemashoko, mira saEzekiel wekumhuri kwako woti kune zvakafa zvese rararama nezita raJesu. Porofita, porofita, say out a word and there shal be life in all the dead areas of your life.. Life is in the power of your toungue, use your words todat to fight against all the principalities of the enemy in Jesus name.. *Today I speak life to your marriage *ngamuve nemufaro mumba mako in Jesus name. *no weapon fashioned against you shall prosper. *uyo achkucherere gomba ngaawire mariri, *Jehova ngavakurwire hondo dzako dzese. *when the enemy comes in like a flood , may God raise your starndard, *be blessed in every area of you life.. Tanga kunamata uri kwauri ikokon rumbidza Mwari nekuti wakanaka kuhupenyu hwako, kubva mangwanani ano expect a miracle in your life, expect a turn around in your situation, I pray that all thinggs start to turn around for your good kubva ikokozvinho nezita raJesu.. Believe believe believe believe... Chero zvanga zvakaoma kwemakore but kubva mangwanani ano ndotaura hupenyu hupenyu hupenyu in Jesus name.... I can see you out of those debts, I can see you coming out of that bondage yawakiswa newakaipa, nomore spiritual husbands no more kukwereta kwereta in Jesus name, I can see you prospering yahayahayahayah I know pane wandirikutaura naye izvozvi , chirwere chemakumbo hachina simba pamusoro pehupenyu hwako kubva zuva ranhasi.. No more bek pains in Jesus name... Basa rawanga uchitsvaga Mwari ngavakusanganise naro ... I command doors of oppotunities to open up, I command customers to flock to your business in Jesus name.... Hit like and write amen if you believe.... Share so that your friends can also partake this blessings.. NaJesu iwewe unoyamuka chete iwo mwedzi uno iro gore rino risati rapera unenge wachibata chete.
Posted on: Wed, 26 Jun 2013 05:47:39 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015