Samanyika visited a doctor. Samanyikadoctor ndingoda kucastratwa - TopicsExpress



          

Samanyika visited a doctor. Samanyikadoctor ndingoda kucastratwa Doctor ,ah baba do you know kuti its permanent injury ? ,Wasu yaa ndizvo ndiri kuda kuitwa izvozvo ,doctor aah if so then put your signaturehere ,wasu signed doctor akati it wont take u long its just a small cut ndobva ndasona ! Doctor vakapedza havo kucastrater, ndapedza hangu baba chizororai kwekanguva muri pamubhedha. After a while a certain gentleman walked in and said doctor can you circumcise me please, b4 the doctor answered wasu jumped out of the bed and said ndiko kaverb ndanga ndirikuda kutaura ikako!
Posted on: Tue, 26 Aug 2014 14:31:19 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015