Teacher vanyuwani pachikoro vakapinda mu Class vaka drawer heart - TopicsExpress



          

Teacher vanyuwani pachikoro vakapinda mu Class vaka drawer heart pa board but haina kubuda mushe kunyatso shaper se heart , ndobva vabvunza vana kuti ichi chii chanda drawer , vana vese vaingoti magaro , madam ava ndokubuda ndokuenda kwa head kundo repoter , kuti vana varikundi dherera , vakaenda vese na head , head ndokubvunza vana kuti sei muchidherera madam , vana vakati hatina kumbovadherera isu , zvikanzi na head saka a drawer magaro aya ndiyani ....
Posted on: Fri, 01 Nov 2013 08:33:01 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015