UNOITONGA SEI Toti Iwewe uri baba ,washanyira - TopicsExpress



          

UNOITONGA SEI Toti Iwewe uri baba ,washanyira mwanasikana wako kwaakaroorwa wowana mwanasikana aine chikomba.uchangogara mukwasha wako chaiye waunoziva obva asvika . Mwanasikana wako opa introduction kumurume wake oti ava vayenzi vauya nababa, (kureva kuchikomba ).mukwasha obva abudisa $100 ndokupa kuchikomba tsano endai munotenga doro tizonwa nababa takatandarachikomba Chobva chatora mari Chobva chaenda zvmuchose. Mukwasha obvunza ko nhai baba ko tsano vachadzoka here?Iwewe waipindura achiti chii? #save#
Posted on: Wed, 21 Jan 2015 08:34:34 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015