VaMberengwa pliz post for me as hide. Vanoremekedzwa dare re - TopicsExpress



          

VaMberengwa pliz post for me as hide. Vanoremekedzwa dare re Mberengwa. Ndakabvawo kumusha pave nemakore hamadzangu ndibatsirewo. Ndakaroora kuma ereas ewest niclson saka december ndopandinono bvisa pfuma. Dambudziko rangu handizivi kuti nzira yeMataga - west niclison ichiri kufambika here nemota diki. Uye pakareba zvakadini in kms. Ndibatsirewo shuwa. Kana pasinga fambike pane alternative route here yandinga shandisa iri pedo kubva pa Mataga. Thanks in advance vana vemberengwa
Posted on: Sun, 14 Sep 2014 08:53:58 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015