hamundigone ndai ita conversation nekamwe kabheb Cst : "ko bheb - TopicsExpress



          

hamundigone ndai ita conversation nekamwe kabheb Cst : "ko bheb sei uchiignowa mamessages angu?" Bheb : " unenge uchtaura zvisina msoro" Cst: " ah hehe okay kul ska ndichapagadzirisa" Bhebh : "yah pagadzirise nekut handid zvinhu zvisina msoro" Cst : "cool..so anywher, nezuro makadyei kumba kwenyu pasupper" Bhebh : "ummm takadya sadza nenyama yemombe (beef) n i enjoyed t" Cst: "Oh hehe ska obviously akadya msoro wemombe yacho ndiwe or mdara wako ka?" Bheb : "No unopenga here iwe..takatenga ingori beef isina msoro" Cst: "rilly?" Bheb : (confidently)"yap!" Cst: "ska uri confused coackroach,,,, wakadiy kuignowa nyama nekut yanga isina msoro" # Hehehehehehehehehehe ndikaita lawyer hapabude chakanaka #K-staerA #CST
Posted on: Fri, 09 Aug 2013 15:50:25 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015