unogona kuona bhora pablack and white TV ukatozivawo kuti iyo - TopicsExpress



          

unogona kuona bhora pablack and white TV ukatozivawo kuti iyo iDynamos imwe iCaps but chazosiyana manje neari kuona colour TV ipicture quality... ari kuona bhora pacolour TV can easily know even the colours the two teams are wearing... wepablack and white uyu knows kuti they were putting on black and white uniforms chete... zvakadaro nehupenyu hwedu nhasi, unogona kungorarama hako uchiti aaaahh murombo munhu yet some people are eating the good of the land... nhasi ita hasha nasatani, ramba kuita kablack and white TV kasingaratidze zvinhu sezvazviri, seek God and get a better life... He can change the picture quality of your life... yes God can pull you from the mud and transform your life for good... He can thrust you 50yrs ahead... He can accelerate you into great things...... If you are willing and obedient, you will eat the good things of the land... - Isaiah 1:19
Posted on: Fri, 25 Oct 2013 10:14:47 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015