-mukomana anoshandisa asha siya . -mukomana anoona Tv ye gotsi - TopicsExpress



          

-mukomana anoshandisa asha siya . -mukomana anoona Tv ye gotsi siya -mukomana asina 5Olevels mukoreuno siya . -mukomana anokanya madhaka mukore uno ku Zim chikoro changodayi kupusa siya . -mukomana anotsenga mabhonzo ehuku siya -mukomana anotsenga masawa efish siya -anorukwa musoro siya -anokuku kwereta mari siya -anongoda kukuona manheru chete siya -anomwa eagle beer siya -anopfeka bhutsu fongkong siya -asingambovhunzi kuti mwana wako ariseyi siya -anorara pasi mu Joni siya *sg*
Posted on: Wed, 18 Sep 2013 11:15:33 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015