Ah! Ah! Ah! Hi hi hi Tock vibes zuva parinobuda nemfaro - TopicsExpress



          

Ah! Ah! Ah! Hi hi hi Tock vibes zuva parinobuda nemfaro ndinenge ndakaguta,ko kutyei ariko anondifudza ndopfugama ndichimkudza. Saka handityi. Mhepo kundipedza simba handidi uye mbeu inodzoka shure handizi dai pasi pano paityisa mwari vakaenda neni inini ndakakosha hongu zvingagozha zuva kupisa zvaro asi hapana paringazombogocha. Mwari haambondisiya mnochemeiko hama musandityira. Pukutai misodzi kungooma kwenzira,kuti tinokunda mwari vanozviziva. Nyangwe pakaoma ndichapinda ndega. Ndirwise muvengi waneta worega,paunondirova mbama ndokupa rimwe dama usatsunye nyatsodira mcheka. Hapana zvandinotadza mabvi ndinawo ndongopfugama. Ndichazama zvakadzama kusvikira ndapasa zama. Saka handityi
Posted on: Sun, 06 Jul 2014 17:33:04 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015