Baba, amai nemwana vari patafura vavakuda kudya chikafu chamanheru - TopicsExpress



          

Baba, amai nemwana vari patafura vavakuda kudya chikafu chamanheru mwana anobvunza kuti nhai baba nhunzi dzakanaka kudya here? Baba vanobva vati usataure zvakadai kana tichidya mwana anobva anyarara, vapedza kudya vava kuwona zvavo Tv baba vanoti kumwana wanga uchida kubvunza kuti chi patanga tava kudya, mwana anobva ati aa zvatodarika ndanga ndawona musupu menyu makazara nhunzi saka pandawona muchikokota ndiro ndikabva ndangoziva kuti nhunzi dzakanaka kudya>munofunga kuti baba vakaita sei?
Posted on: Tue, 08 Oct 2013 14:22:29 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015