Baba vachipembedza mwana wavo mu kombie vanhu vakanyarara. Mwana : - TopicsExpress



          

Baba vachipembedza mwana wavo mu kombie vanhu vakanyarara. Mwana : "dady apa ndopanonzi pagomo hospital handiti?" father " yes mwanangu" . Kombie yati fambe fambe vachitaura nemazwi ari pamusoro vanhu vese vakanyarara. Son " dady apa ndopa ZBC panoverengwa news handiti" . "Father ndizvozvo chaizvo mwanangu u are very clever keep it up boy". kombi yapinda mutown mwana akadeedzera zvekari . Boy "dady this rezende street corner charter handiti?". Father " argh u are very clever unotokunda vamwe varume vakuru kuziva harare" apa mwana anga amera zenze manje . Son " Dady apa ndopa HARARE CENTRAL POLICE STATION PATAKAUYA KUZOKUONA NA MAMA MASUNGWA MABA PHONE HANDITI?"
Posted on: Sat, 20 Jul 2013 06:00:50 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015