Bartimaeus akadanidzira kuna Jesu akati “Jesus, Son of David, - TopicsExpress



          

Bartimaeus akadanidzira kuna Jesu akati “Jesus, Son of David, have mercy on me!”, vanhu ndivo vakamboda kumunyararidza but Jesu akati muunzei kwandiri, paakauya akabvunzwa kuti unoda kuti ndikuitirei, zvikanzi ndinoda kuti ndione & ipapo ipapo akasvinudzwa meso (Mark 10:46-52) wobva wauya pa Matthew 15:22-28 pane mukadzi wekuCanaan akadeidzira kuna Jesu akati Have mercy on me, O Lord, thou son of David, request yake neyaBartimaeus yakaita kakuda kufanana, vese varikukumbira ngoni kubva kuna Jesu Mwanakomana waDavid. but ukazotarisa timing yemhinduro yavo yakaita kakuda kusiyana. kuna Bartimaeus vanhu ndivo vakamboda kumunyararidza but iye Jesu akamuti ngaauye kuno and he fulfilled request yake, but kune mukadzi weCanaan uyo ndipo pane nyaya, Bible rinoti But He (Jesus) answered her not a word. Jesu haana kupindura mukadzi uyu paaimudeidza, akatomboramba akanyarara hake, but later on ndipo paakazomupindura. same request, Mwanakomana waDavid ndiitireiwo ngoni, but vakapindurwa nguva dzakasiyana. umwe ipapo ipapo, but mumwe akambonyararirwa and later on ndipo paakazopindurwa. saka ndichiti dont compare testimony yako neye umwe munhu, zvinogona kukunetsa kuti ingawani ndainamata naNhingi same time, tichitsanya pamwe chete, tichiverenga Bible tese but iye ndiye atanga kupindurwa wani ini handisati ndapindurwa. ziva kuti nguva yekupindurwa naMwari dzinosiyana, mumwe anogona kunamata and situation ichibva yachinja there and there, iwe unogona kuchovha kwenguva refu usati wapindurwa. but ukangoda kuCompare chete, ndipo paunotanga kuBackslider uchifunga kuti Mwari havasi kukunzwa so the best approach, dont compare nguva yapindurwa munamato wemumwe and nguva yako iwewe yausati wapindurwa. like this woman ramba uripo paJesu, keep on praying and yako ichasvika nguva, look at it haana kuzopindurwa here mukadzi uyu, she was answered, and you also have faith kuti you shall be answered.
Posted on: Wed, 06 Aug 2014 05:54:30 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015