Chitupa chakabiwa neakaba, pamusoroi tete nedare, ndiri mukomana - TopicsExpress



          

Chitupa chakabiwa neakaba, pamusoroi tete nedare, ndiri mukomana ane 28 yrs muskana 30 nemwana 1, takadanana kwe 7months ndakangoita ka mistake kadiki diki ndichiti ndikutamba neumwe wangu,ndobva atogumbuka zvekutondiramba i loved her wth all i have,, pane 5months zvaitika izvi,ndazama kuita move on bt zvikuramba, chikunetsa ndechekuti chero ndikaita mumwe muskana hapana akugona kundi kissa zvaita B,kuti ndito enjoyer ndinenge ndakutoto B ndomuisa pamuskana uyu kuti zvindiitire ndashungurudzika hama kune vakambosangana nedambudziko rakadai ndibatsireiwo makapadarika sei ndakudawo kuroora.
Posted on: Sat, 26 Jul 2014 11:58:46 +0000

Trending Topics



v>

Recently Viewed Topics




© 2015