Chitupa mubin, ndiri murume ane makore 28 ekuberekwa. Dambudziko - TopicsExpress



          

Chitupa mubin, ndiri murume ane makore 28 ekuberekwa. Dambudziko rangu rakamira seizvi, nhengo yangu yakakurisa zvekuti ndinonyara nyangwe kugeza nevamwe varume. Ndakasangana nemukadzi umwe chete pabonde aingo chema and haachada kana kundiona. Handina kumboshandisa mushonga kuti ikure. Inoto mira uye bonde ndinotoridawo. Ndichiri kuhigh school ndaitombodana nevasikana asi pandaiedza kuda kurara naye aibva aramba paanenge aona chombo chango obva atosiyana neni zvamuchose. Izvozvi handitorina kana girlfriend hayo. Ndakamboedza kuenda kubhawa kuti ndikeche ndimbobatsirika asi paano ngoiona anobva anditi tora mari yako uende ndisina kana kukwira kwacho. Vehama ndichaitawo mwana here ini? Nani? Ndichawanawo here anodawo hombe muupenyu? Kana pane vanozivawo mushonga wekuti iite diki ndibatsireiwo. Bonde ndotoridawo veduwe. Ndatenda kune vachabatsira.
Posted on: Wed, 25 Sep 2013 06:10:44 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015