Chitupa vigai ndirimume ane 29 makore arikutsvaka mukadzi - TopicsExpress



          

Chitupa vigai ndirimume ane 29 makore arikutsvaka mukadzi wekuroora asi dambudziko heri ndakapiswa muviri wese nemudzimai wandanga ndakabvisira mari mushure mekumudzinga mumba mangu ndamubata nechikomba pamubhedha wangu apa hapasipo panenyaya , nyaya iripakuti ndinemavara ekutsva muviri wese uye imwe mark pajaw musazotya henyu mofunga kuti pamwe sikarudzi yakatsvawo hah nhengo haina kutsva but ndodawo vanhu varipedyo variaround gauteng if it is possible vanopinda church dzemweya kwete vanopinda mamissionary churches kwete vasingapindi church kwete avewo munhu anerudo pliz mahure kwete siya comment ndichakuteera kuinbox totaura
Posted on: Wed, 27 Nov 2013 16:22:03 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015