Church leaders joking with the devil. The army that God has - TopicsExpress



          

Church leaders joking with the devil. The army that God has created to dislodge the devil is the Church but, the devil has managed to divide and weaken. Nekungwara satan kakadzidzisa macommanders of Church never to unite kuti karambe kachitonga. Church leaders disunion serves the devil. The devil is using the Church to separate people more than anything else. Using the Church men to lie to the people kuti dhimoni rabva rikaenda kupi? Kana satan muridzi vemadhimoni achiri kutonga pasi rino, you can not get rid of his works and powers. Kubudha kwedhimoni hakusiri kuenda kwaro asi kuti kuzviratidza kwaro, kana rabva pamunhu ndari zivikanwe paraenda. Nzara haiperi nemunamato pasina chekudya. Hurovha hahuperi nemunamato pasina mabasa. Church ndaibatsire nyika kuwanisa mabasa kwete kunamatira vanhu kuti vawane mabasa asipo, kuti vanhu vaite maguta munyika ine nzara? Kukunda satan kuparadza chete hutongi hwake toisa hwaMwari. Ameni.
Posted on: Thu, 27 Nov 2014 10:02:12 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015