FORGIVENESS… ukaona warumwa neNyoka rega kuita hasha dzekuti - TopicsExpress



          

FORGIVENESS… ukaona warumwa neNyoka rega kuita hasha dzekuti unoda kuirumawo futi, you will make the situation worse. Zvimwe hazvidi revenge but you just have to forgive, 1 Peter 3:9 Do not return evil for evil or insult for insult, but instead bless others because you were called to inherit a blessing. kana wamedza bete neMistake, please usaite hasha dzekumwa mushonga wemapete, unokuvara. Bible parino teacher nyaya dzeForgiveness raisareva tunyaya tudiki chete but also bigger issues. Haizi nyaya yekuregerera munhu akakuvhara $1, but you must also forgive munhu akakuvhara $1000. Forgiveness is not only for a person akakutuka kuti pfutseke but even akakutuka zvinyadzi you must forgive. Not only should you forgive munhu akutsika neMistake but you must also forgive munhu akakubvisa ziso achida. No matter how big or small, we must forgive, whether muroyi or munhu akakubira pen kuChikoro. Esau akaitwa rough akabirwa blessing naJacob but he forgave him (Gen 33:4) Joseph akatengeswa nemadzikoma asina mhosva yaapara but he forgave them (Gen 45:5-15;) David had an opportunity yekuuraya Saul but he forgave him and did not harm him (1Sam 24:10-12; 1Sam 26:9) Chipikiri chichi roverwa muruoko, not tsono but chipikiri, Jesu anoti Baba varegererei hapana chavanoziva (Luke 23:34). So kana iwewe uchitenda muna Jesu then you must do the same, no matter how much harm you have suffered, you must forgive vanokutadzira. Don’t wait for an apology, but even if munhu asina kukuti sorry just forgive, usamirire kuti munhu akutengere maFlowers or card rakanzi forgive me, but just forgive usina kukumbirwa ruregerero. Jesus didn’t wait for an apology but akaregerera zvakadaro Pane statement one repa Lord’s prayers rekuti Forgive us our trespasses as we forgive those who trespass against us. (Matt 6:12) So kana usingaregerere vanokutadzira you are actually putting yourself in a corner nekuti ivo Mwari havakuregerere zvaunotadza. Funga kuti Mwari vakakuregerera zvakaita sei, just think about Jesus who died for your sins, the moment yaunoUnderstander how much GOD has loved you by forgiving your sins then izvozvo ngazviku pushe kuregera vose vanokutadzira. today just make an effort an effort to forgive that person wauine grudge naye and ask for forgiveness, even if akaramba kutererera mashoko ako, but as long zvichibva pasi peMoyo, Denga rinoto recorder kuti waApologiser. And mhosva ichasara kwaari iye aramba kuAccepter apology yako. and you also kana munhu akakumbira ruregero, don’t try kuda kuReasoner, hanzi ndikamuregerera anozojaira, aiwa, satan ngaarege kukupa pfungwa idzodzo. Just forgive and move on with your life. True forgiveness haizi iya yekuti kana munhu akakutadzira futi you remind him about the past. NO. the past is past, don’t make reference to it. Matt 5:39 But I say to you, Do not resist the one who is evil. But if anyone slaps you on the right cheek, turn to him the other also. Matt 5:40 And if anyone would sue you and take your tunic, let him have your cloak as well. Matt 5:41 And if anyone forces you to go one mile, go with him two miles. Matt 5:42 Give to the one who begs from you, and do not refuse the one who would borrow from you.
Posted on: Tue, 11 Mar 2014 14:28:47 +0000

Trending Topics




© 2015