GOOD MORNING GREAT ZIMBABWEANS? Ahab paanoudzwa kuti - TopicsExpress



          

GOOD MORNING GREAT ZIMBABWEANS? Ahab paanoudzwa kuti nditsvagire muporofita waMwari, anotaura kuti pane 1 ariko but I don’t like him nekuti he never prophesies good about me, haaporofite zvakanaka pamusoro pangu (1 kings 22:8) wainzwa nyaya yacho, Ahab haafarire Micaiah muporofita waJehovah kwete nokuti haaporofite chokwadi but because haaporofite zvakanaka concerning iye Ahab, murume uyu anoda kunzwa shoko rinomufaddza chete, ukangoda kutaura zvaasingafarire then mapesana. kana iwo mukore uno we have vatendi vakadaro vekuti haadi shoko rinoita kunge riri against iye, anoda shoko rinomubhabhadzizira. Iri rekunzi siya zvivi, siya zvakaipa haarifarire because it exposes him/her, anoda rekunzi siya imba yekuroja, utenge mansion kuBorrowdale, vhangeri rekusiya mabasa akaipa haaride but rekusiya rokesheni achienda kuBrooke ndiro raanoda. Iyi yekunzi gamuchira Jesu uponeswe haadi kuinzwa, anoda yekugamuchira mota yake, receive your car. Zvekuti munhu akadaro ukazomuparidzira iro vhangeri rekuti siya chivi ugamuchire Jesu, he wont like you, you will be given the same attitude yaakapihwa Micaiah naAhab, aivengwa kwete nekuti anotaura manyepo but because chokwadi chaanotaura hachaimufadza. but its better to be hurt but the truth of GOD than to be comforted by the lies of the devil. Ahab aida kunzwa 450 vaporofita vaBaal vanomuudza manyepo anomuComforter but achiramba 1 muporofita waJehovah anomuudza chokwadi chinomurwadza but in the long run ichizomubatsira. the choice is yours, kuita vanhu 10 vanokuudza kuti waya yakubaya iyi haina basa just live it irimo munyama imomo OR kuterera just 1 person anokuudza kuti waya iyi inokonzera tetanus enda kuClinic unorapwa. His message hainakidze because it involves kuenda kuClinic kwaunobayia jekiseni, harinakidze shoko iroro but rinokubatsira. Avo vamwe 10 avo they might tell you an exiciting message but mhedzisiro ndiwe uchakuvara. Don’t look for a gospel rinokunakidza kunzwa but tsvaga rinokuvaka, richikubvisa from one level to the next higher level pakutenda kwako> VANOTENDA ITI AMEN GOD BLESS US ALL
Posted on: Tue, 19 Aug 2014 04:32:37 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015