GOODMORNING MESSAGE Mumwe munhu right now ari muHospital akaiswa - TopicsExpress



          

GOODMORNING MESSAGE Mumwe munhu right now ari muHospital akaiswa paOxygen and he is charged for that, iwewe oxygen yacho uri kufema free of charge, hapana kana cent raunobvisa. Unoda kuzotenda Mwari kana zvaiita sei? Mumwe munhu akazvarwa ari bofu, atorine shungu dzekuti aone, but iwewe une 2 maziso anoshanda zvakanaka zvisingade kana maSpectacles, unoda kuzotenda Mwari kana zvaita sei? Mumwe munhu apihwa mishonga yese kuti apore, akendeswa kune maSpecialist anogona basa ravo but akangofa, but iwewe wakarwarwa Mwari vakakuporesa, unoda kuzotenda kana zvanyatsoita sei chaizvo. Kune mumwe munhu anoenda kubasa neTsoka everyday kuti achengete mhuri yake, walking more than 10 km but iwewe unoenda kubasa nemota yako, or unotokwira hako combi wakadekera, unoda kuzotenda Mwari kana zvaita sei. #doctor
Posted on: Wed, 18 Jun 2014 04:33:21 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015