HURE RAVEKUBIKA MABHODHO KUJOZA Mabvaru ndapererwa nezvirikuita - TopicsExpress



          

HURE RAVEKUBIKA MABHODHO KUJOZA Mabvaru ndapererwa nezvirikuita mwana watete vangu kusouth,kana ndichimuudza kuti adzoke anondituka honai zvaave manje,ndava kumubvarura report by dot Pane musikana anonzi Doreen Yoraam Phiri akatiza kumba kwavo 2mnths ago akasiya aba 800rands yanga yakachengeterwa kubhadhara wardrobe yanga yakakweretwa namai vake. Zvino joza yakakava zvinhu zvakazomomera avekuhura kuDiplomat hotel yemujoburg everyday manheru achibhadharisa 30 rands paround one,achichaya mabhodho munerimwe bhawa rekuJoburg masikati.Kubva zvaaenda south,doreen haana kumbobvira afonera hama dzake. Doreen mwana watete wadii hako wadzoka ndakuhodhera ertym watengesa hako pane kuhura kwawavakuita. Mabvaru tsiurai mwana watete vadot asiye chihure dot aneyese
Posted on: Sun, 04 Aug 2013 15:34:24 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015