Hama munashe hupenyu hwakaoma chokwadi asi pamwe tinozviomesera - TopicsExpress



          

Hama munashe hupenyu hwakaoma chokwadi asi pamwe tinozviomesera nekuteta kufunga .Munhu akawana basa kwa OK achisevenza ku Section yemafruits and Vegetables anofara nekuti awana basa kwa Ok .Chinondifadza ndechekuti haaoni kuti basa rake nderekutengesa mabanana nemurivo .Chinofadza munhu kuti ndinoshanda kwa OK. Pamwe kupera kweSvondo munhu wave kutambiriswa R500 wave kuchema zvekare mari yangu ishoma. Basa nderekuseka vane musika zvahii nyangwe zvikaoma sei handitengesi pamusika kkk newevo unotengesa chete musika wacho hausi wako ndewaOk. Hama dzimwe gore ringatopera tichingochema kuti ndinotsvaka basa .Nguva iri kufamba unayo phone inouya pafacebook tengesa phone iyoyo utsvake mhindu dzekuita . Chokwadi kwa OK ungashanda zvako asi kana wave kupiwa Pay yacho wave kuchema vaye vane misika kuMbare vave kufamba nemotikari iwe uchingotukwa nevaKombi #save#
Posted on: Thu, 17 Jul 2014 19:49:33 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015