Hama wadiwa regai ndipupure muzuva ranhasi nditi Mwari vane nyasha - TopicsExpress



          

Hama wadiwa regai ndipupure muzuva ranhasi nditi Mwari vane nyasha mumwedzi yapfuura ndakaona simba romweya mutsvene pamusoro pehupenyu hwangu iye Mwari wamunoona uyu haasi rema NdiMwari weminana ndokunge watanga zvinhu zvako uri muna christo Mwari wamunoona ane simba hama dzangu ngatidzidze kuti Mwari kana akupa chimwe chinhu chiri muzita rake tisazochizvidza tanakidzwa Hama wadiwa mwari unogona kukupa chimwe chinhu chiri muzita make won akwidzwa wodzokera shure kana mwari wakupa direction chiregera kutora direction yawakupa uchidzokera shure nekuti dzimwe nguva Mwari chaiwo vanoti punisher Inogona kuuya iri stress yekufunganya zvakanyanya kana tsress yekumunga kuti you are under disappoint ments iyo iri punishment kubva kuna Mwari until ndaZoremember ndoga kuti ndakuszokera shure ndakanganwa kuti chinhu chandiinacho ndakachiwana muimba yashe.hama wadiwa jehova vehondo vanorwira pandadzokera ku direction tabs akanga ndatanga ndipo pandakatanga kuona kubata kwaMwari kufunganya nekufunga zveshure ndakabva ndasiya chero zvakanyanya kukura sei zvawaka rasa kana zvakakusiya Mwari kana wakupa chinyangara ndipo pavari kuda kuti vatange newe Hama wadiwa ndakaona maropafadzo ajehova neminana wake pachinhu chidiki ichocho chandaishora Mwari vamunoona Ane munana
Posted on: Wed, 11 Sep 2013 22:48:02 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015