Handina munhu anondibatsira Jesu akaona murume ainge apedza 38 - TopicsExpress



          

Handina munhu anondibatsira Jesu akaona murume ainge apedza 38 years ari paBethsaida achitsvaga kupora ndokumubvunza akati, “Unoda kuporeswa here?” Murwere akati, “Ishe, handina munhu anondibatsira kuti ndipinde mudziva mvura painenge yabvongodzwa. Ndichiri kuedza kupinda, mumwe anonditangira.” (John 5:1-8) Murume uyu arikubuditsa pachena kuti chaita kuti asapore inyaya yekuti ashaya munhu anomubatsira kupinda muMvura in time. arikuedza kupinda ega muMvura but arikutangirwa nevamwe. muhupenyu hwedu we can go through maChallenges ekuti unoona as if kushaya vanhu vanokubatsira ndiko kwaita kwako hupenyu husafambe, hanzi handina wandinozivana naye kumaCompany uko ndokusaka ndiri kushaya basa, handina hama inoshanda kuVID ndokusaka ndiri kushaya driving license, handina munhu wandinoziva ane mari ndokusaka ndirikushaya mari yeStart yeBusiness, handina tete vanogona kundirongera mukomana ndokusaka ndisiri kuroorwa, but rega ndikuudze kuti zvimwe zvinhu hazvidi kutarisira help kubva kuvanhu but tarisa kuna Jesu. murume uyu 38 years ari paBethsaida but pakashaya munhu 1 akamubatsira, but Jesu pfacha 1 day chete and healed him ipapo ipapo. yes hauna munhu anogona kukubatsira but shift your faith kubva muvanhu uise kutenda kwako muna Mwari. put your faith in Christ. He will not let you down. Psalms 118:8 It is better to trust in the LORD than to put confidence in man.
Posted on: Mon, 24 Nov 2014 03:34:58 +0000

Trending Topics



lass="stbody" style="min-height:30px;">
PAPIK feat ALAN SCAFFARDI IS THIS LOVE SMOOTH WINTER SOUL 2014 -
Atmakaraka Graha In every horoscope, there is always a planet
Viva o Presente! Viva o hoje, sabendo que o amanhã será fruto
In our new TEN Oral Sprays program... to get residual... you get

Recently Viewed Topics




© 2015