Handisi kuti tinamatire ndirama nesilveri asi baba aigara achiti - TopicsExpress



          

Handisi kuti tinamatire ndirama nesilveri asi baba aigara achiti kurhodesia kune migodhi ya solomon. rabvunza kuti zvinirevei aiti vapostori mukakwanisa kunamata zvakakwana muchawana matombo emari asi ininge iri yevapostori. That time there was no diamonds in botswana then baba vakatambunzwa mu south africa and there was no other country willing to accept him and his followers. About 1949/50 a chief in botswana offered baba nevatendi vavo sanctuary in his land baba akakomborera nyika iyoyo and the first diamonds were discovered not long after. Ndiwo mazuva akaitika chishamiso chekuti chitima chaka haiwa nehurumende chikatadza kusvika for three months. Chakatozosvika baba vachitendera ndokuudza vanhu kuti chigadzirirai tava kuenda
Posted on: Sun, 01 Dec 2013 21:33:41 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015