Handisi kuzonyarara kunamata, newe usanyarare kunamata. lnzwaka - TopicsExpress



          

Handisi kuzonyarara kunamata, newe usanyarare kunamata. lnzwaka condemn every negative word rakataurwa pamusoro pehupenyu hwako. Vachiti hauroorwe iwe iti ndicharoorwa vasingade vasingade in Jesus name. Chakakosha kutaura naMwari, kufamba naMwari !! NaJesu haukundikane mhani iwe. Shamwari the yoke was mearnt for the ox , joki rakagadzirirwa mombe zvoreva kuti kusununguka kwemombe kunooneka kana joki risisipo pamombe. Chinhu chinoita kuti tizotendeka kuti wasunungurwa kumweya yekusaroorwa kukuona wavamai vemba. Kuti tizive kuti mweya weurovha wabva tinoona wakumukirawo uchienda kubasa yahayahayahayah!!!! Inini hangu hameno iwewe ini personally l am not going to relax! L am not going to keep quiet kusvika yangu minamato yapindurwa. Ndirikuda vatendi vane nharo vanoti Mwari situation yandiri mairi ini hangu handichaida nezita raJesu!! Vatendi vanoti l am unstoppable, l want to cross over to the other side of life. Vatendi vane nharo vanoti Jesu akava murombo kuti zvangu zvigofambawo. Vanoti nemavanga ake bp yakarapwa, makumbo anorwadza akarapwa. lwe ngatinamate svondo rino, mwedzi uno, iro gore rino haumborambe wakadaro iwe l can see some people here celebrating, nyika ichaziva kuti kunamata Mwari hakusi kuchema chema nekushupika shupika. Nyika ichaziva kuti kuna Mwari anoropafadza kupfurikidza nehupenyu hwako in Jesus name...
Posted on: Thu, 14 Aug 2014 20:16:02 +0000

Trending Topics




© 2015