Handisiripo pakuda kutsvaga kuti ariWRONG ndeupi, asi ndirikuda - TopicsExpress



          

Handisiripo pakuda kutsvaga kuti ariWRONG ndeupi, asi ndirikuda kukurudzira SHARON MACHESO na KUDAKWASHE MUNETSI kuti ndavagare pasi vagone kugadzirisa nyaya dzemumba mavo. 2months vaviri awa vabva kuchata hazvisi zvinhu zvakachenjera. Maonero angu Abuse Accusations yaSHARON against her new husband are more based on VERBAL ABUSE THAN PHYSICAL ATTACK. Of which haisiriyo nyaya yekuti ingaparadzanise Muchato. Ndinofunga ndichiti nyaya irikutanga Sharon yekuti vakanetsana mumba omhanyira kuna baba haina chimiro chakanaka pane ramangwana rake. Hakuna murume anoda kutongerwa musha naATEZVARA. Kune rimwe divi ndinoti Aleck Macheso ngaarege kuti akaona mwana auya nemaBAG nenyaya dzekuti anetsana nemurume ongotambira. Ngaazive kuti vaMACHESO havasi simbi. Tiri vanhu tinofa. AchazoSOROVHIWA nani maPROBLEMS ake nani pashure pekunge baba vatorwa nenguva. Zvazvamira sekudaizvi ndinokurudzira kuti ngapatsvagwe vanhu wechikuru vagone kuyananisa vaviri awa. DIVORCING IS NOT A SOLUTION LASTLY ndinoda kutenda a PROPHET WALTER MAGAYA nemashoko avo ekurudziro. Chero zvangu ndine zvandisingafarire pana Magaya asi ndinotenda nemashoko ehungwaru awakadururira panyaya iyi. VaMAGAYA vanoti vaviri awa ngavatsvage pane Real Probleam. Hongu Abuse ingave iripo asi haisiriyo nyaya yamutsa dambudziko iri. Vakataurazve vachiti rimwe dambudziko ringave rakakonzera nyonga-nyonga inyaya yekuhuSOCIAL STATUS yevabereki vawo. Vakakurudzira kuti vaviri awa ngavasiyane nehuCELEBRITY hwevabereki vatarisane nemba yavo. Zvokwadi mashoko akataurwa naMUPOROFITA MAGAYA anehungwaru. NDATENDA Wenyu NIMROD MWACHANDE
Posted on: Wed, 22 Oct 2014 07:26:15 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015