Help me please!! Vehama ndinokumbirawo rubatsiro rwenyu. Ndine - TopicsExpress



          

Help me please!! Vehama ndinokumbirawo rubatsiro rwenyu. Ndine mudzimai wangu Abe dambudziko remagwiriri (snoring) kana akangotanga kurara ini zvinotonditorera nguva kuti ndizobatirwawo nehope. Pamwe pacho ndinotomumutsa tomboita nyaya so that maybe ndinozotangawo kubatwa nehope. Ndaimbofunga kuti maybe pillow inomukanganisa breathing position ndichitombomubvisira pillow kana arara but azvisi kubatsira. Zvingava zvichikonzerwawo nei izvi vehama uye zvinopedzwa neiwo?
Posted on: Fri, 15 Nov 2013 20:41:47 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015