Hid id. Murume wangu amuka achirwara akati haasi kuenda kubasa. - TopicsExpress



          

Hid id. Murume wangu amuka achirwara akati haasi kuenda kubasa. Ini ndikunanga kubasa ndokukumbira kuti ndidzokere kumba. Panda svika kumba kana kuti vanzwa ndichivhura gedhi ndoona best freind yangu akagara musitting room nehubby wangu vachitaura nyaya. Hapana chandafungira ndatonobika tea ndokunwa tese tapedza. Ndati regai ndinowaridze mubhedha wanikwe pasi pepillow pane brugwa apaharisi rangu. Ndaritora ndokuviga ndokunobvunza vaviri ava kuti vanga vachitei. Handidi hangu noise saka i was trying to be civil. Pandataura nyaya yebrugwa iya varamba ndikati fine ndakuenda kunanga ndopazonzi sorry. Ndikati fine mapfeka macondom here aripi. Vakati vaita nyoro ndarwadziwa zvisingaite. Ndafunga kuvagadzira vese zvinoita here ,kana kuti ndodeedza murume weshamwari yangu nehama dzake nedzangu nedze murume wangu kuti ndivanyadzise?
Posted on: Mon, 20 Oct 2014 11:47:02 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015