Hide ID.Makadii hama dzangu?ndauyawo nenyaya yakamira - TopicsExpress



          

Hide ID.Makadii hama dzangu?ndauyawo nenyaya yakamira sekudai,ndakadanana nemusikana pano paFB,takanga tisingazivani,takadanana chaizvo tichifonerana everyday.taiita sekunge vanhu vakamboonana. Takaronga zvekuti tionane,so musi wekuonana wakasvika,musikana uyu haana kana kundimhoresa zvako,even kundimhoresa kana neruoko akangoti ndeipi kana aisada hug,asi pafoni aiti anoda kiss chaiyo,aisada kubatwa even ruoko zvarwo,so mubvunzo wangu unoti musikana uyu anondida here kana kuti kwete bcoz ini ndomuda chaizvo,but ndakufunga kumusiya ini nekuti ndakatsamwa nezvaakandiitira,ndibatsireiwo pliz ndirikuda kuroora
Posted on: Wed, 20 Nov 2013 11:10:42 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015