Hide makadii tete nemidare rose ndirimurume ane33 mudzima29 vana3 - TopicsExpress



          

Hide makadii tete nemidare rose ndirimurume ane33 mudzima29 vana3 nyaya yangu yakamira kudai mukadzi wangu ndaimuda nemwoyo wese andina ziva randamhomuchita asi munongoziva mudzimba vanhu vanotomhotukana nekunetsana chaindinetsa aiti tikanetsana aibuditsa mashoko ekuti uchaziwona 1day tete nedare 1day riya rakazosvika ndakazozviwonawo zveshuwa ndakasvika mukadzi wangu akarara nemusoja mumba mangu pabed yangu yandakatenga R5500 kuSouth Africa musoja uya chikomba chemudzimai wangu chakatotanga kundityisa pamusoro pazvoo hanzi ndisataure kuvanhu kana kurova mukadzi iyeye ndikangomurova kana kumudzinga uchawona zvatoita ndodii vedare ndoendawo kupi nenyaya yangu iyi vanoziva zvemutemo ndibatsireiwo zvane2weeks zvaiitika mukadzi achiripo pamba nyaya yakangonyararwa nanhasi apana wandaudza kunze kwenyu dare help vanokwanisa ndichanhe ndicheverenga every comment thnx vachabatsira
Posted on: Thu, 17 Jul 2014 08:12:09 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015