Hie tete nedare nhai ndaitawo problem m a gal - TopicsExpress



          

Hie tete nedare nhai ndaitawo problem m a gal aged 21,ndakadanana neumwe murume ane40yrs ndichingodawo kunakidzwa,plus munhu anemari yake chese chandada anondiitira.mukadzi wake haana mwana vane ten years varoorana vakachata.Kutaura chokwadi murume uyu handimude asi ndochiva twunhu twake,munhu anerudo plus murume anogeza tho pachiso asina kunaka hake bt ukapfuudzana naye unonzwa karwizi.zvirikuitika ndezvekuti kubva last week ndanga ndichingorwara rwara so nezuro akazondiendesa kwadoc zvikabuda kuti ndine nhumbu.Hama dzangu ndakagirika makumbo ese ini hangu mwana handisati ndakuda.Baba ava varikuratidza kufara chaizvo hanzi waitabasa wandiratidza kuti ndirimurume akakwana.Guys ndoitawo sei zimukadzi racho ridhafu rikazvinzwa rinondiponda hamawe,iye murume ndamubvunza zvikanzi akangokurova anoenda kumba kwavo,umwe moyo urikuti bvisa nhumbu umwe urikuti usabvise,ndodii nhai veduwee handisi kupaza imba yeumwe here.Iye murume anoti mukadzi wake anoshusha,hanzi haafarire kugeza plus haadi amwene.Ini hangu kutaura chokwadi mubedroom ndinomira mira asi ndinenge ndichingoitira kuti mari ibude yakawanda bt ndatoona kuti murume uyu afonyoka brain.Nhasi ndanga ndakatorara hangu cz ndirioff kwakuona munhu auya nekabag kanehembe hanzi ndatouya kuvale zvese neweekend mufunge ndapererwa .Hanzi present yako yevale irikusvika nabamnini mangwana ndakaraira mota cz handidi kuti mwana wangu afambe netsoka,so ndamuti unonditengera mota unofunga kuti ndoipark pamba pekuroja here,zvikanzi dnt worry by monthed tomover kuenda kumba yekuwaterfals,ndikati handigare imba yakavakwa nemukadzi wako,zvikanzi mapepa ese toisa muzita rako,nhai madhara anotoperera kuvana vadiki kudaro?Tapedza kutaura ndamubvisira hembe munhu kwakutunda nekuyamwiwa mboro bedzi nhai mukati murume uyu dzakakwana
Posted on: Sat, 29 Nov 2014 14:28:06 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015