I wish i would be able to sit in and listen as you guys meet and - TopicsExpress



          

I wish i would be able to sit in and listen as you guys meet and deliberate on your issues as a party. I would want to hear kuti are you guys sincere or munenge muchingovharana, mose makateya zvigaro zvine mari. I wonder if there is anyone anotiwo Gents, izvi hazviiti, lets wait for Congress, tovhotera new leadership as per constitution and stop this nonsense yekuda zvigaro. Becoz really this Mangoma Biti issue has all to do with positions. Positions that makes one sit startegically to be able to receive and control donor funds and possibly get into some powerful GNU position. This has nothing to do with the pple. Generally you do not care abt the pple. Ndoochokwadi. Makangoteyawo mari zvenyu. Bitiwo ndiye ave kuhumana paZTV. Akadyisweiko mumwe wenyu uyu? Hee? Saka makatokonewa kumuudzawo kuti nhai iwe waakudii futi? Shuwa nemazi Wananchi articles ake aye ose, nhasi ofuma otaura zvakadero? Aiwa, fambirai Biti nguva ichipo. Akadyiswa uyu.
Posted on: Wed, 12 Mar 2014 08:21:35 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015