IMAGINE: Dai Noah akadya huku dzaakapinda nadzo muArk dai nhasi - TopicsExpress



          

IMAGINE: Dai Noah akadya huku dzaakapinda nadzo muArk dai nhasi kusina chicken inn. so Noah akaona kuti maGenerations anotera aya vachada maTwo~piecer saka better kurega kudya kwanhasi so that vamwe vadyewo tomoro. Noah munhu aifamba naMWARI and sacrifice yaakaita iyi it benefited ana Irvines, Hubbard, Nandos etc and generation yedu. likewise kana uchifamba naMWARI chimboitawo maSacrifice kuti vamwe vaBenefite. Dont be selfish, spare a little from your income upewo vanotambura. sacrifice mafaro anhasi kuti vamwe vagutewo. give to the needy kwete kufunga dumbu rako chete *$avage*
Posted on: Sun, 21 Jul 2013 20:05:15 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015