IRIPO BUT IRIKUVAVA. Vana veIsrael vachifamba on their journey - TopicsExpress



          

IRIPO BUT IRIKUVAVA. Vana veIsrael vachifamba on their journey vachitungamirwa naMwari vakapedza 3 days vasina mvura yekumwa up until vasvika paMarah, obvious munhu kana uine nyota unofara kuona mvura but handei pakunomwa tione, vakanzwa mvura ichivava (Exodus 15:22-25) zvinogona kuitika kuti mukufamba naMwari kwaunoita pane zvimwe zvinhu zvaunoshuwira kuwana after some time wobva wawana chinhu ichocho, you get exited kuti ndazochiwana chinhu chiya, but later on wozoona kuti inga maihwe zvirikuvava. just like mvura yepaMarah yaivava, people could not drink it, but chinofadza ndechekuti Moses akachema kunaMwari & akabva ataridzwa muti wekukanda muMvura, and the taste of the water changed from bitter to sweet. mumwe arikuchema kuti ndaishuwira marriage, Mwari vakandipa, but irikuvava marriage yacho, ndaichema mwana, Mwari vakandipa but arikuvava mwana wacho musikanzwa too much. ndaichema basa Mwari vakandipa, but ririkuvava basa racho, iSlavery chaiyo, but rega ndikuudze kuti just pray to GOD about that situation uchikumbira kusandurwa kwazvo. dont be quick to quit nekuti hauzive kuronga kwaMwari. He changed mvura inovava kuti itapire, he can also change izvozvo zvavava kuti zvitapire
Posted on: Thu, 17 Jul 2014 04:17:14 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015