®™ JESU AKAKANGANWIRA GORORO PALAST MINUTE RIKATOPIINDA - TopicsExpress



          

®™ JESU AKAKANGANWIRA GORORO PALAST MINUTE RIKATOPIINDA DENGA(Ruka24v40) Gororo patova panguva yekupedzisira peupenyu pamuchinjikwa, zvekuti raiva rotondotsva rakangogona kutya Mwari that last minute rikatopinda denga. Gororo iri raiva raita zvivi zvose zvinoti kuba kuraper, kufeva asi rakaponeswa nekugona kutya Mwari. Gororo rakagona kuudza mumwe waro kuti hautyi kunyangwe naMwari chaiye, zvauri pakutongwa pamwe chete naye (Ruka 24 vs. 40). Saka zivai kuti kana Mwari oda kukanganwira munhu hazvimutoreri kana a minute chaiyo. Chero uri mambo asi ukasagona kutya Mwari unonofura bundo nyembe iri muhuro sezvakaita mambo Nebukadnezari mambo weBabironi (Danieri 4 vs.32). Asi gore raakangoti ndava kutya Mwari akaona simba raMwari achichinjwa kudzokera pachigaro chake. Saka zivai kuti paunongogonera kutya Mwari, at that minute wotoona ndangariro dzaMwari dzerugare pamusoro pako (Jeremiah 29 vs. 11).
Posted on: Thu, 14 Nov 2013 06:15:30 +0000

Trending Topics




© 2015