Joseph akashamisika kuti what is this munhu wandinoda kukanda - TopicsExpress



          

Joseph akashamisika kuti what is this munhu wandinoda kukanda paKitchen anenhumbu nechekare ini pasina zvandaita, haaa better kuramba munhu. (Mt 1:19) Unoziva, kana usina revelation concerning mashandiro aMwari you end up wakutsamwira maProjects aMwari wacho. Kuita hasha kuti nei zvinhu zvazodai yet its GOD who has organised it kuti zvidaro. Iwe Joseph usamhanye kuramba Mary iwe usati waziva kuti what is GOD saying about that matter. My brothers and sisters, whatever happens, usamhanye kuda kutswamwa kana kukupopota kuti sei zvazodai, because you never know what GOD has planned for you. Unogona kupopota kutivhiri rapera mweya yet GOD is trying to protect you from an accident yanga ichakuwana, unogona kupopota kuti sei musikana andiramba yet its GOD who wants to protect you kuti usapihwe chirwere kana nhumbu isiri yako. Unogona kupopota kuti sei wafoira interview yeBasa yet GOD wants to protect you because company yauri kuda kushanda irikusungwa vanhu manje manje. so what ever happens, rega kupopota, but pray in order to know what GOD has planned for you Romans 8:28 And we know that all things work together for good to them that love God
Posted on: Tue, 14 Oct 2014 10:20:18 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015