Joshua haana kufara paakanzwa kuti Eldad naMedad varikuporofita. - TopicsExpress



          

Joshua haana kufara paakanzwa kuti Eldad naMedad varikuporofita. Hanzi Moses udza varume 2 ava varegedze. (Numbers 11:26-29). Remember kuti Joshua was also a Man of God, but at this time haana kufara nekuti kwaita vamwe vanhu vazadzwa neMweya waMwari. But Moses haana kurambidza Eldad naMedad kuporofita, infact akatotsiura iye Joshua wacho. Do you know kuti pane mamwe maMan of GOD anorwadziwa with how GOD is working with other people which are not them. John zvekare iripo time yaakarambidza munhu kudzinga maDemon just because he was not part of the 12 disciples. Kurwadziwa kuti sei zvirikuitwa neVamwe vasiri veGroup redu but JESUS told him kuti., ?Don?t forbid him, for he who is not against us is for us. (Luke 9:49-50) don?t be jealous of how GOD is using His people. Mwari anosarudza munhu waange achida kuti ashande naye, whether tinozvifarira or hatizvide. hongu kune vamwe vanoPretender as if vatumwa naMwari but ivo vari vashandiri vasatani, don?t worry about them, iwewe ita basa rako chete, regai zvikurirane, zvichaonekwa pakukohwa, nokuti ukada kudzura maWeeds, uchaita mistake ukadzura neWheat
Posted on: Mon, 23 Jun 2014 05:55:59 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015