K ndinodavira sekubvumirana kwenyu neni. Vakadzi vanhu vanozviona - TopicsExpress



          

K ndinodavira sekubvumirana kwenyu neni. Vakadzi vanhu vanozviona vari maruva akanaka ndosaka vachizopublisha miviri yavo paintenet kuti vaoniwe nenyika yese bt ngatimbotarisa upenzi hwavo tione, kare kwaipfekwa nhembe neshashiko tikaona zvichinyadzisa sezvo munhu aigona kuresva kugara tikatenga micheka kuti vavhare ufende. Nhumbi dzavapo asi vakadzi mazuvano vava kufamba vakashama mazamo pachena apa chiskin tity saka wavharei coz skin tite yakafanana nenyama yako kana wakashama munoti kudii varume nemi vakadzi vasingazviite munotii nevamwe venyu handiyo sodoma negomora iyi? Vaneruzivo davirai
Posted on: Mon, 28 Oct 2013 18:50:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015