KUTI UVE MUNHU PAVANHU IYI NDIYO RECIPE YAMABIKIGWE ANOITWA - TopicsExpress



          

KUTI UVE MUNHU PAVANHU IYI NDIYO RECIPE YAMABIKIGWE ANOITWA CAKE RINONZI MUNHU: 1. Tora dhish remoyo murefu 2. 5cups dzerudo 3. Zvipunu zvina zvekusataura-ta ura wopepeta makuhwa 4. 5cups dzekuwadzana nevamwe 5. 3cups dzerufaro 6. 5cups dzekutendeka Chikanya zvose pamwe chete, ukaona zvotutuma tora chipunu cherudo wobvisa furo rehasha! Zvinobva zvagadzikana Kana zvagadzana tora cup yetsitsi wodira ramba uchidira uchikurungira wobva wadira 6cups dzekutendeka, 10cups dzekupa kuti zvinake. Chimwaya-mwaya kuzvibata kwakawanda kuti zvirege kukachidza, 3cups dzemunamato makuseni masikati nemanheru kuti zvitsvukirire, pedzisa ne2cups dzekuzvininipis a wobva wayisa muOven yeMOYO isinga pisise zvakanyanya. Uchimirira kuibva kweCake chipfugama unamate uchikoka jeso christo *Faffie*
Posted on: Thu, 19 Sep 2013 12:29:57 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015