Kerder vakasvika muhotera mubar ndokudaidzira iwe bar man ndipe - TopicsExpress



          

Kerder vakasvika muhotera mubar ndokudaidzira iwe bar man ndipe 250g steak then wopa munhu wese arimuno 500g steak adyewo coz kana Ndaa kudya I want everyone else to eat. The bar man procesed the order and everyone was happy. After that Kerder vakadaidzira zvakare. ndipe black label then wopa munhu wese John walker Izvozvi coz kana Ndaa kunwa I want everyone to drink as well Haaa vanhu vakatanga kuimba vachidaidzira kuti Kerder is the man. Vapedza kunwa Kerder vakadaidzira zvakare. Ndipe bill rangu then give everyone else his own bill coz when I pay my bill I want everyone else to pay his bill as well His funeral was this last saturday
Posted on: Fri, 12 Sep 2014 17:14:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015