King Frederick William akashanyira rimwe Jeri kuPotsdam achida - TopicsExpress



          

King Frederick William akashanyira rimwe Jeri kuPotsdam achida kunzwa zvichemo zvevanhu kuti vabude muJeri. Vasungwa vese vaingoti hatina mhosva, hee judge wacho ndiye mambara, hee maWitness vakatinyepera, heee prosecutor akapihwa bribe, magistrate wacho akandivenga, heee mapurisa akanyora docket rekunyepa. Hapana kana 1 aibvuma kuti ane mhosva. From 1 cell to another it was the same story. But at one cell the inmate anga asina zvekutaura. King Fredrick vakamubvunza zvikanzi i suppose hauna mhosva futi hanti! bhanditi rikapindura, kwete changamire, ndine mhosva ini and i deserve kugara muno mujeri. King vakabva vaudza maGuard Jeri hanzi huyai mubuditse mambara uyu muno umu before he corrupts vatsvene vese vakazara muJeri muno. Morale: confess your sins to God. Reurura zvivi zvako, haikona kuzviedza muStraight but uine dzawakapara. The truth shall set you free 1 John 1:9 if we confess our sins, He is faithful and just and will forgive us our sins and purify us from all unrighteousness
Posted on: Sat, 16 Nov 2013 15:24:10 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015